please forgive me uhm
Ummm umm umm
Ndinokuda murume wangu , ndakazviona shamwari dzinonyengera
Zvandakaita kwaive kufamba kwasatani , iwewe ndiwe hupenyu hwangu
Ndakaona sekut ndaizokwanisa kugara ndega asii ummm
Apa ndikuzviona kut hauchina basa neni
Ndiudze zvese zvaunoda I will do it for you
Kuda ungandiregerera ,kuda zvingaite nani nekuti
Pre-verse
Unouya kubasa waneeetaaa, uuukarara haumbomuka
Ndiri mukadzi wakoooo ooh ohoo
Haumbondipa attention chero ndikaita action
Hauna basa neyangu action
Babe babe
Chorus (x2)
Ndakatadzaaa (ooh) Daai wandiregereraaa (yeah yeah)
Murume wangu dai warega kundidzinga kumba
Baaabyyy
Verse
Ukatsamwa zvakadaro ko vana wee , ko vana vana vanoti chii
Vana vanozoitasei vachiona tichigara tichinetsana please......!!!!! Chindiregererawo
Ndaida kukupfuhwira kut rudo rwedu ruwedzere kwete kut ndaida kukukuvadza
Asi kwaive kusafunga , ndakasiya satana akapinda mumba medu nenzira yakapusa . ndazodzidza kut murume wako ngaakude neway yake yaanokuda nayo kwete kumanikidza kut rudo rwake ruite serwatinoona muma Indian movie
Murume wangu please....!!!
Please....!!!!
Chorus (x2)
Ndakatadzaaa (ooh) Daai wandiregereraaa (yeah yeah)
Murume wangu dai warega kundidzinga kumba
Baaabyyy
Pre-verse
Unouya kubasa waneeetaaa, uuukarara haumbomuka
Ndiri mukadzi wakoooo ooh ohoo
Haumbondipa attention chero ndikaita action
Hauna basa neyangu action
Babe babe ummm yeah