(chorus)
Pandaikuda waindiramba
Uchiti manake manake manake
Pandaikuda waindiramba
Uchiti manake manake manake
Pandaikuda waindiramba
Uchiti ndiri rombe ini
(verse)
Nhasi ndawana mumwe
Wava kundisoma
Dj dj dj dj uchindisoma
Foster foster foster uchindisoma
Dai wambondimirira iwee
(chorus)
Handina kana feeling newe
Dai wambomira kundisoma
Handichina kana feeling newe
Saka miswai iwe
(verse)
Wakati ndiri dhara handina skiri
Wakati handina cash
Wakati ndiri rooombe and I'm not your type
Saka kwandiri unodei
(chorus)
Miswa ndati miswa iwe
Miswa ndati miswa iweee
Miswa ndati miswa iweee
Go back to manake