[Intro]
[Verse 1]
Introduction: this is the question I've been asking myself
Without your presence ko ndichazoita sei
Still in my mind ndokufunga everyday
Pamwe ndini ndaizokunyanyisa kukuda
Tange tatopinda mumwe wangu ukabuda
Uchisiya ndine pain moyo wangu wakajunga
Now ndakuchema ndichingoti zvawaenda
[Chorus]
saka kwawakaenda usatombondifunga (handi ndaikuda kuseri uchivhura hombe)
Regai vakati mavanga mazvokuda (kana waiti ndichachema wakanyepa iwe)
[Verse 2]
Kutarisa macosts zvawaida ndaikupa
Kunyangwe day rawakazongonditi wakubuda(now ndakuchema ndichingoti zvawaenda)
Ndiri pamubhedha kurara kuchinetsa, musoro uchirwadza ndichizvifunga ndega
Kutemwa nezibhemba mujolo ndouzeza, kurara kuchinetsa ndichizvifunga
[Chorus]
saka kwawakaenda usatombondifunga (handi ndaikuda kuseri uchivhura hombe)
Regai vakati mavanga mazvokuda (kana waiti ndichachema wakanyepa iwe)
[Bridge]
Handikurangarire, asi ndichirwira kukanganwa
Moyo wangu zvinorwadza, asi ndinozvichemera zvishoma
[Chorus]
saka kwawakaenda usatombondifunga (handi ndaikuda kuseri uchivhura hombe)
Regai vakati mavanga mazvokuda (kana waiti ndichachema wakanyepa iwe)
[Outro]
Better uende ndega zviri nane
Woda ndicheme futi waenda nevamwe
Better uende ndega zviri nane