[Sub intro] Inzwayiwo MUNAMATO wavo kana wangu wakundikana,
Ummm warrior Abby
[Intro]
Ndakabvira kare ndichiisa prayer,
Ndichiti we rugare musandisiya ,
Izvii zvakabvira chero kumusika,
Ndaingodedzera aaaa
Ndoyenda ndega ini
Ndoyenda ndega ini
Chero mumakomo akadii
[Chorus]
Ishee inzwayiwo MUNAMATO wavo kana wangu wakundikana ,
Inzwayiwo MUNAMATO WA MHAMHA,
Ishee inzwayiwo MUNAMATO wavo kana wangu wakundikana
Inzwayiwo MUNAMATO WA MHAMHA
[Verse]
Zvangu ndatosiya ndatosendeka,
Pakuda zvamwari vakatendeka,
Pakuda chiedza chinovheneka,
Panoitwa zvakayipa neni ndisanongenzwawo,
Kwese kwavanogara dare ndenge ndisiko,
Kwese kwavanoswera ndinenge ndisipo,
Kwese kwavanoyenda endayi navo,
Chese chavanotanga tangayi navo,
hero mumakomo akadii
[Chorus]
Ishee inzwayiwo MUNAMATO wavo kana wangu wakundikana ,
Inzwayiwo MUNAMATO WA MHAMHA,
Ishee inzwayiwo MUNAMATO wavo kana wangu wakundikana
Inzwayiwo MUNAMATO WA MHAMHA
[Outro] Warrior Quality production