love yaicosta
love life yaicosta
music life yaita nditenge mota
Mababe ainditsvaga ndiri paposta
mababes aindichiva ndakaposta
muround ndakabuka roller-coaster
chingwa neBeacon netosta
mukupisa muchida kuroaster
call the duty buh handis paRoaster
Dm raita ndichinje name
foxx ndiyo yangu surname
Dm raita ndibate paGrame
Dm raita ndiswere ndine fame
Kutravella pabeat kunge vhiri riri pa ream
Wolf
ndakachinja wolf chida kunz foxx
Mababes ainditsvaga ndr awful
sina stones chida kudhakwa neroxx
rugurugu muchirugura makeys eRunx
Dare dare ndera Manu nana mane
nyere dzaive nyeredzi dzisina nyerex
blinx aaaah
andiona Abaya vaccine AAAH
Alexander Jackson aaah
Kudanana naRoxxy
Jelubha naMaluvha aaah
Bermuda neCuvha aah
zinadin manex
vanhu imbwa
gava ndewe kumhuri kwakarombwa
nyaya dzazara murain akugara achinyombwa
Mababes ainditsvaga hnz wakarambwa
Nanambwa