Mm mm mm
Ooh ooh ooh ooh
Nhai imi vanhu,
muchashandura kukudzwa kwangu kukava chinyadziso kusvikira riniko?
Muchada kutsauswa nokutsvaka vamwari venhema kusvikira riniko? Sera
Zivai kuti Jehovha akazvitsaurira vanomuda;
Jehovha achandinzwa pandinodana kwaari.
Pakutsamwa kwenyu, regai kutadza;
pamunenge muri pamibhedha yenyu,
nzverai mwoyo yenyu uye munyarare. Sera
Chorus
Ndipindurei pandinodana kwamuri,
imi Mwari wangu makarurama.
Hmm hmm hmm
Ndisunungurei pakutambudzika kwangu;
Pakutambudzika kwangu
ndinzwirei ngoni uye munzwe munyengetero wangu.
Ooh ooh ooh ooh
Ngiphendula ekukhaleni kwami,
Nkulunkulu wokulunga kwami.
Hmm hmm hmm
Ekucindezelweni wangenzela indawo ebanzi.
Wangela indawo ebanzi
Woba lomusa kimi, uzwe umkhuleko wami.
Ooh ooh ooh ooh
Ndipindurei pandinodana kwamuri,
imi Mwari wangu makarurama.
Hmm hmm hmm
Ndisunungurei pakutambudzika kwangu;
Pakutambudzika kwangu
ndinzwirei ngoni uye munzwe munyengetero wangu.
Ooh ooh ooh ooh
Ngiphendula ekukhaleni kwami,
Nkulunkulu wokulunga kwami.
Hmm hmm hmm
Ekucindezelweni wangenzela indawo ebanzi.
Wangela indawo ebanzi
Woba lomusa kimi, uzwe umkhuleko wami.
Ooh ooh ooh ooh
Ipai zvibayiro zvakarurama uye muvimbe naJehovha.
Vazhinji vanobvunza vachiti,
“Ndianiko angatiratidza chakanaka?”
Chiedza chechiso chenyu ngachipenye pamusoro pedu,
imi Jehovha.
Makazadza mwoyo wangu nomufaro mukuru kupfuura
zviyo zvavo newaini yavo itsva yakawanda.
Ndichavata pasi ndigokotsira norugare,
nokuti imi moga, Jehovha,
munoita kuti ndigare pakasimba.
Nhai imi vanhu,
muchashandura kukudzwa kwangu kukava chinyadziso kusvikira riniko?
Muchada kutsauswa nokutsvaka vamwari venhema kusvikira riniko? Sera
Zivai kuti Jehovha akazvitsaurira vanomuda;
Jehovha achandinzwa pandinodana kwaari.
Pakutsamwa kwenyu, regai kutadza;
pamunenge muri pamibhedha yenyu,
nzverai mwoyo yenyu uye munyarare. Sera
Chorus