[verse 1]
Ndakabva kure ne upenyu uhwu
Makafamba neni pose pandaiva
Mukandirwira hondo dzangu dzose
Kunyange ndaitadza maingondirwira
Hamuna ku ndisiya ndega
Munongova neni nguva dzose
[chorus]
Ndinoda imi
Ndinoda imi
Jehovha
Ndinoda imi
Mwari wangu
Ndinoda imi
[verse 2]
Ndaita sarudzo yangu nhasi
[chorus]
Ndinoda imi
Ndinoda imi
Jehovha
Ndinoda imi
Mwari wangu
Ndinoda imi
[chorus]
Ndinoda imi
Ndinoda imi
Jehovha
Ndinoda imi
Mwari wangu
Ndinoda imi