Pakutanga zvanga zviribhoo
But pakuzondisiya ndiri low
Akaibhaiza akaluzaa
But mumwe wangu__ gaya ndaitombokuda
Wobho mazirudo andaikupaa ndichifunga kuti mumwe musi tichadanana kusvika taita vana
But ndakarealiser kuti....."it wasn't meant for
It wasn't meant for...."
Thus y zvisina kushanda it wasn't meant for ×3 nekuti
Verse 1
Pawakangoenda zvangu zvakatanga kuendeka
Ndakazomuwana akavimbika
Andisisina stress handichanetseka
Zvese bho kurisei kwako
Ko inin wacho
Haaa ndakuchena zveipapo
Zvisna mtauro zvinechipo
iwe nai arisei bby wako
Umbomuti hnzi naEx Moro
Kkkkk
Verse 2
Chete bho But zvawakandiita sandizvo
Ndakachema mama vakandit siyana nazvo
But tekeluk baq days ndaikufadza
Hapana kana one chandaitadza
Ndichit iwe uriwangu
Kusaziva waingondit chimsoro bhangu