Verse
Zvakaoma hama dzangu
Zvinorwadza hama dzangu
Rufu rwakatora baba vangu
Ini haumbo pora Moyo wangu
Instrument
Zimudza gumbo tiyende iwe
Iweka hokoyo natapcy!!
Instrument
Chorus
Kana ukanditi mhoro nherera mhoro
Rimwe zuva uchava nherera
Kana ukanditi mhoro nherera mhoro
Rimwe zuva uchava nherera
Kana ukanditi mhoro nherera mhoro
Rimwe zuva uchava nherera
Verse
Zvinorwadza zvinorema
Kubatwa sechirema
Kunge wakafa iwe uchifema
Hupenyu huri kurema
Haimbo famba ndima yacho
Instrument
Chorus
Hunambo fara kana urinherera
Pabiwa ndiwe unonzi waba
Pafiwa ndiwe unonzi wafa
Pasekwa ndiwe wasekwa
Instrument
Kana urinherera unotamba yese yese
Kuno gara pese pese
Uchidya zvese zvese
Unodya nhoko dzezvironda
Kana kudya manonoko
Kana kudya magaka mambishi
Kuzoti dzeziya
Kudyirwa zveva pfupi nekureba
Instrument
Hauzorere kudyirwa bhonzo
Hauzorere kudyirwa nhaka Yako
Cheese chaknaka hachisi chako