(chorus)
Baba ndinotenda
Mwari ndinotenda
Baba ndinotenda
Mwari ndinotenda
Muri mutsveeene
(verse)
Dai pasina nyasha dzenyu dai ndisipo ndakafa kare kare
Dai pasina tsitsi dzenyu dai ndisipo ndakafa kare kare
Baba ndinotenda mune tsitsi
Baba ndinotenda mune rudo
(chorus)
Muri mutsveeene
Baba mune rudo
Muri mutsveeene
Baba mune tsitsi
Ndinotenda baba munondida
(verse)
Hama dzakandiraamba asi munondida
Shamwari dzakandiraamba asi munondida
Aaaiwa ndati mune rudo.
(chorus)
chindipaiwo simba ndinoda kunamata
ndipeiwo mweenje ndinoda kunamata
Aaaiwa Mwariwe muri mutsveeene
(verse)
Nyangwe zvaoma sei handikusiyei
Baba munondida
Nyangwe zvireme sei handikusiyei
Baba munondida