[chorus]
Moyo Wangu wamerera pano, asi zuva nezuva ndinenge ndichitya kuti mai vako vanondimhanyisa, Asi kwedu vanozviziva kuti handizi shumba yepamba ingori Vamuchanyu kwese kwese nekuti vanoda kuti Mhuri iwande, dear iwe ndinenge ndakamirira paunouya, ndichange ndakamirira