Mwari muri Mwari, mbiri yose tinopa imimi. Mwari muri Mwari, mbiri yose tinopa imimi. Makore angu afamba, ndipewo murume, Murume anondida, anofadza vana zvese nehama, ndinonamata zuva nezuva kuti Mwari mundipe murume ane rudo. Ndamirira mhinduro yenyu. Chiuyai muzadzikise chi shuwo changu

Mwari muri Mwari, mbiri yose tinopa imimi. Mwari muri Mwari, mbiri yose tinopa imimi. Makore angu afamba, ndipewo murume, Murume anondida, anofadza vana zvese nehama, ndinonamata zuva nezuva kuti Mwari mundipe murume ane rudo. Ndamirira mhinduro yenyu.Chiuyai muzadzikise chi shuwo changu
Mbiriyose kwamuri