[verse 1]
Baba, ndiri hwayana yenyu
Ndange ndarasika Ishe
Ndakada nyika zvikuru kudarika imi
Mabasa angu aisava nekuchena
Asi nhasi ndauya baba
Ndauya nemoyo wangu wese kwamuri
[chorus]
Taurai neni baba
Taurai neni Ishe
Taurai neni Jehovha
Taurai neni Samasimba
Ndauya kwamuri baba
[verse2]
Ndinoda kubata ruoko rwenyu ndifambe nemi
Ndinoda kuziva shoko rwenyu ndirarame mamuri
Ndiimbe nziyo dzekurumbidza imi
Panotaurwa ukuru nditaure zita renyu
Kuti muri Ishe Jehovha Samasimba
[chorus]
Taurai neni baba
Taurai neni Ishe
Taurai neni Jehovha
Taurai neni Samasimba
Ndauya kwamuri baba
Ukuru ndewenyu
Mbiri ndeyenyu
Thank you Lord