[Intro]
Mr Bhuru, Mr Clipper
[Verse 1]
Maitondishora
KUSHANDA KUSHANDIRA mahara
Maitondiona semunhu wekudhara
Sepasi pazere nemarara
[Chorus]
Inini ndakufamba_kufamba KASTEP KENYASHA, chokwadi and mwari vane nyasha. Handi ndimi maida kutondishusha. Mwari vazvichinja
[Verse 1]
Inga tese tiri vanhu vatema.
Asi maifara kundiona ndichichema.
Maida zvinhu zvangu zvigorema.
Pandofamba pese ndigoona Rima.
[Verse 2]
[Chorus]
Inini ndakufamba_kufamba KASTEP KENYASHA, chokwadi and mwari vane nyasha. Handi ndimi maida kutondishusha. Mwari vazvichinja
[Bridge]

[Outro]