[Intro]
Ayy ayy…Nya
Haisi give kuku…shaa..yaa…
Woooh…
Eddy on the magic..
Baby girl…
Ndiwe wega wandinoda…
Haisi give…
[Chorus – Sing Along]
Haisi give kuku....shaa..yaa…
Ndokuda kusvika nda...faa..
Ko... dai wai....zi..vaa...
Zvamucho... moyo wako wakandi..paa..
Uri kure neni brain dzangu dzinomha...nya...(sha)
Late nights ndisina kuku...nzwa..
Baby ndoita huka...shaa...
Haisi give kuku....shaa..yaa…
[Verse 1]
Ndinewe hana inorova fast
Vanhu hobho but iwe ndiwe wangu last
Handichada zvekutamba kana zvekupisa nguva
Hatina zera ne love asi ndoda iwe kubuda nekunyura kwezuva (shaa)
Kana wakandibata ndinonzwa sekurota
Voice rako riotonhodza pain yangu yese
Uri kure neni ndinopedzisira ndarasika usaende
Kana uri temberi waita nditende (hiiii)
You my dream kana ndagara newe ndozodeyi ha..pa..naa..
Kana uri padhuze neni ndinenge ndiri muparadhiso (gaya)
Patonetsana usaende (maya)
[Pre-Chorus]
Kana kuri kuta...mba..
Gara wandiudza ndisati ndarara...dza... murudo
Usaita kuti ndinyure mumafungiro
Coz ini ndakaperera pauri chete (wakasiyana nevamwe vese)
[Chorus – Sing Along]
Haisi give kuku....shaa..yaa…
Ndokuda kusvika nda...faa..
Ko... dai wai....zi..vaa...
Zvamucho... moyo wako wakandi..paa..
Uri kure neni brain dzangu dzinomha...nya...(sha)
Late nights ndisina kuku...nzwa..
Baby ndoita huka...shaa...
Haisi give kuku....shaa..yaa…
[Verse 2]
Ngirozi wakatumwa undiporese
Kana ndinewe ndinokanganwa zvese
Uri reset button baby, ruwoko rwako rwuno rubber zvese
[Bridge – Emotional]
Ko... dai wai....zi..vaa...
Notification yako kungoiona ndapora
Late nights ndisina kuku...nzwa..
Baby ndoita huka...shaa...
Uri kure neni brain dzangu dzinomha...nya...(sha)…
Ayy ayy…
[Final Chorus / Outro]
Haisi give kuku....shaa..yaa…
Ndokuda kusvika nda...faa..
Ko... dai wai....zi..vaa...
Zvamucho... moyo wako wakandi..paa..
You my dream kana ndagara newe ndozodeyi ha..pa..naa..
Kana kuri kuta...mba.. gara wandiudza ndisati ndarara...dza... murudo
Haisi give kuku....shaa..yaa…
Ayy…
Haisi give...