Chorus
Tinochima Mai vakaenda
Moyo matisiira Ronda
Tavekungochema
Musodzi pamatama
I hope you are safe kwamakaenda
Aaaaah Mwari wangu matibaya
panyama nhete
Now amai vangu vavete
Dai zvaigona ndaivaona kamwechete
Ndambotaura navo zviri mumoyo
Vokwanhisa kuona wangu mamoyo
Ichi chaive chavo amai chishuwo
We miss you maah tavane chisuwo
Kufirwa naamai wangu kunorwadza
Kunge urikurwadzirwa nezino
rekumatadza
Kuita kunge munhu arikupikira mhosvo
yaasina kutadza
Kusuwa chete hapana chinofadza
Amai ndimi makaaita kuti ndigova
zvandiri nhasi
Maingoti Mwana wangu usazvitarisire
pasi
Mwari arikudenga womunamata kubva
nhasi
Aive enyu mashoko usaite zvechioKO
I can't believe it until nw kti makatisiya
Ronda iri Mwari dai mago hila
Mirai ndimbotaurewo zvandiri kufila
Dai hupenyu waitengwa ndaitenga amai
Rufu ndimadzenganyidze kti siya
tiripachena nai
Chorus *2
Tinochima Mai vakaenda
Moyo matisiira Ronda
Tavekungochema
Musodzi pamatama
I hope you are safe kwamakaenda
Mashoko evakuru haawire pasi
Dai musimi ndaivekupi nhasi
Maizviitira paichakwana nguva
Kuti tigoonana nerimwe remazuva
Pazvinhu zvese maindimirira
Nemunamato wenyu maindirwira
Mwari tungamirirai mudzake dzese
nzira
Kunyangwe pese ishe paanorara
I remember those days ndichikura
Mhamha mainditi dhee nhanha
dhee
Kuitira kuti ndingozvimiririra
Pese pandaitadza maindidzosa
mugwara
Ndiyani aiziva kuti tichaita eyu Mariro
Mumoyo nemupfungwa dzango
ndangariro
Hakuna imwe nzira ndomafambiro
Tichazoonana ndiyo yedu Tarisiro
Kuramba tiri munashe ndiyo vavariro
Inguva chete isati yatokwana
Ticharamba takabatirira kuti
tisazopesana
Kutonga kwa Mwari zvisina kupokana
Chorus *2
Tinochima Mai vakaenda
Moyo matisiira Ronda
Tavekungochema
Musodzi pamatama
I hope you are safe kwamakaenda