Ndomutenda seiko Mwari uyu
Akandida kubva ndichiri kacheche
Akandida ndisati ndamuziva
Akandida ndisina chandakamuitira
Uyu Mwari anoshamisa
Anoshamisa
Mwari anoshamisa uyu
Ndiye anoshamisa mwari
Mm mm
Mm mm
Uyu Mwari anoshamisa
Anoshamisa
Mwari anoshamisa uyu
Ndiye anoshamisa mwari
Mmm mm
Mmm mm
Anondipa chekudya anondipa chekunwa
Anondipa mweya wekufema
Anondiratidza favor nguv ne nguva
Ndiye muchengeti wangu
Ndomutenda seiko Mwari uyu
Mmm
Mmm
Uyu Mwari anoshamisa
Anoshamisa
Mwari anoshamisa uyu
Ndiye anoshamisa mwari
Mm mm
Mm mm
Uyu Mwari anoshamisa
Anoshamisa
Mwari anoshamisa uyu
Ndiye anoshamisa mwari
Ndomutenda seiko Mwari uyu
Akandida kubva ndichiri kacheche
Akandida ndisati ndamuziva
Akandida ndisina chandakamuitira
Uyu Mwari anoshamisa
Anoshamisa
Mwari anoshamisa uyu
Ndiye anoshamisa mwari
Mm mm
Mm mm
Uyu Mwari anoshamisa
Anoshamisa
Mwari anoshamisa uyu
Ndiye anoshamisa mwari
Mmm mm
Mmm mm
Anondipa chekudya anondipa chekunwa
Anondipa mweya wekufema
Anondiratidza favor nguv ne nguva
Ndiye muchengeti wangu
Ndomutenda seiko Mwari uyu
Mmm
Mmm
Uyu Mwari anoshamisa
Anoshamisa
Mwari anoshamisa uyu
Ndiye anoshamisa mwari
Mm mm
Mm mm
Uyu Mwari anoshamisa
Anoshamisa
Mwari anoshamisa uyu
Ndiye anoshamisa mwari
.