[Intro]
Mr Bhuru, Mr Clipper
[Verse 1]
Maitondishora
KUSHANDA KUSHANDIRA mahara
Maitondiona semunhu wekudhara
Sepasi pazere nemarara
[Chorus]
Inini ndakufamba_kufamba KASTEP KENYASHA, chiri chokwadi and mwari vane nyasha. Handi ndimi maida kutondishusha. Mwari vazvichinja
[Verse 2]
Inga tese tiri vanhu vatema.
Asi maifara kundiona ndichichema.
Maida zvinhu zvangu zvigorema.
Pandofamba pese ndigoona Rima.
[Chorus]
Inini ndakufamba_kufamba KASTEP KENYASHA, chiri chokwadi and mwari vane nyasha. Handi ndimi maida kutondishusha. Mwari vazvichinja
[Verse 3]
Ndiri murume anotyisa here, kana kumhanya nekubata mhepo?
Ndiri kushanda, ndinazvo tarisiro, ndinofamba zvakanaka.
Rima rinenge rekufamba, asi chiedza chiri mandaidzo.
[Bridge]
Nekutenda, ndichashanda zvikuru, handikwanisi kukundikana.
Nekutenda, ndichasimudza musoro wangu kunyange murima.
[Chorus]
Inini ndakufamba_kufamba KASTEP KENYASHA, chiri chokwadi and mwari vane nyasha. Handi ndimi maida kutondishusha. Mwari vazvichinja
[Outro]
Ndipeiwo simba rwekupfuura, ndione chiedza